Mushungwa sezita
Mataridziko
Mushungwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Setura Mushungwa; Shumirai Mushungwa; Last Mushungwa; Grace Mushungwa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.