Mushipe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mushipe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veChewa vanoti mzipe (a tendon; a sinew).
  • Vatauri veSwahili vanoti mshipi kana mishipi (net) kureva mambure.
  • VaBemba vanoti kushipa (n. coourage) kureva ushingi?.
  • VaBemba vanoti umushipi (n. belt) kureva bhande.