Musekwa
Mataridziko
Musekwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Mutondi Musekwa; Shoni Musekwa; Musekwa Rudzani.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaNande vanoti omusekwa (n. green beans) kureva bhinzi nyoro.