Musalaba sezita
Mataridziko
Musalaba izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Reuben Musalaba; Misheck Musalaba; Amos Musalaba; Beatrice Musalaba.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- VaBemba vanoti musalaba (n. Crucifix; cross) kureva muchinjikwa.