Musakanzwa
Mataridziko
Musakanzwa kana musikanzwa (n. mischief, disobedience) zvinoreva kusateera zvinotaurwa nevakuru vari pamusoro pako; vangava vabereki, vadzidzisi; mamaneja zvichingodaro. Munhu ane musikanzwa anoita seana kusanzwa zvinorairwa nevakuru.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaGungu vanoti busa (adv. without, only, nothing except).