Musabayana
Mataridziko
Musabayana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Wilfred Musabayana; Jeremiah Musabayana; Enock Musabayana, Wynne Musabayana.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Nsenga vanoti usapaya (v. do not kill) kureva usabaya.