Svetuka kuchirochemo

Murengwa sezita

Kubva Wikipedia

Murengwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Nyasha Murengwa; Roland Murengwa; Simba Murengwa.
  • Chirengwa kana murengwa (Small, drooping, pendant object e.g glandular growth on goat's throat).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti mlengwa kana walengwa (n. targeted ones).