Svetuka kuchirochemo

Muramba sezita

Kubva Wikipedia

Muramba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Paul Muramba; James Muramba; Tichawona Muramba; Memory Muramba.
  • Muramba (n. cat-fish) imhando yehove.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Chuwabo vanoti mulamba (n. baobab tree) kureva muwuyu.
  • Duala vanoti mulamba (n. single person) munhu asina kuroora kana kuroorwa.
  • Lela vanoti là̱mbà̱ (n. bad target shooter, a poor shot).
  • Taita vanoti mlamba (n. baobab) kureva muwuyu.