Svetuka kuchirochemo

Murahwa sezita

Kubva Wikipedia

Murahwa izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro weBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaMambwe vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva munhu.
  • VaMambwe vanoti mulawa (n. person who does not lie) kureva munhu asinganyepi.
  • VaRundi vanoti kuragwa (inheritance).
  • VaRundi vanoti umuragwa kana samuragwa (heir) kureva mugari wenhaka.
  • VaRwanda vanoti kuraga (v. to leave inheritance).
  • VaRwanda vanoti kuragwa (v. to inherit) kureva kugara nhaka
  • Barotse vanoti mulawa (n. stick used to search for iron ore under water; 2. heat resistant clay mouthpiece for bellows).