Yiremiha

From Wikipedia
(Redirected from Muprofita Jeremia)

Yiremiha (c. 650 – c. 570 BC), ainzi wo futi Jeremiha kana "svikiro inochema (kureva "muporofita anochema), aive imwe svikiro pakati svikiro huru dzemuBhaibheri rechiHebheru. Zvichienderana netsika yechiJudha, Yiremiha akanyorwa N'wadhi ra Yiremiha, Man'wadhi aMadzimambo, uye N'wadhi re Zviungudzo, nerubatsiro uye norugadziriso rwa Bharukhu wa Neria (Baruch ben Neriah), mugwari ne muteveri wake.

Ringai zve:[chinja | edit source]