Svetuka kuchirochemo

Mupotaringa

Kubva Wikipedia

Mupotaringa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Michael Mupotaringa; Tapuwa Mupotaringa; Anotidaishe Mupotaringa; Pamela Mupotaringa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti imphothaninga kana imphothoninga (Involved affair). Mamwe mazwi imphothoninga (Silly fellow; person easily gulled; one at a loss what to do).
  • VaKikuyu vanoti ringi kana keri (afresh) kureva patsva kana kutsva. VaKikuyu vanoti ringi (again, further) kureva patsva kana zvakare.
  • VaKikuyu vanoti na ringi (likewise) kureva nemutowo wkafanana. VaKikuyu vanoti kuaka ringi (to rebuild) kureva kuvaka patsva.
  • VaKikuyu vanoti kotara ringi (to recount) kureva kuverenga patsva. VaKikuyu vanoti kuumba ringi (to recreate) kureva kuumba patsva.