Mipanda yemazita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMupanda wemazita)
♥Mipanda ye mazita (Chingezi: noun classes) mapoka ekurongwa kwakaitwa mazita eChishona:
- Tipical (their meanings) se mupanda 1 ne 2 munopinda mazita anoreva vanhu, semuenzaniso, mupanda 1 and musikana , mupanda 2 unoisa mazwi emupanda 1 muuzhinji sekuti 'vasikana.'
- Ushoma ne Uzhinji: (singular and plural form) sezvarehwa panenga apo, mukandi 2 uzhinji hwemupanda 1, mupand 4 uzhinji hwemupanda 3, zvichingodaro.
- Sungawirirano (agreement): sungawirirano iyi ndiyo inotiudza kuti chiratidza mupanda chipi chatingashandise, kana kuti chivakashure chipi chatingashandise. Mupanda 5 une sungawirirano -ri- eg garwe iri, dombo iri, gudo iri; 'iri' kuChingezi zvinoreva kuti 'this'.
- Chivakashure e.g. mashoko mumupanda wekutanga une chivakashure mu-, mupanda 8 zvi-, mupanda 10 dzi-, mupanda 11 ru-, etc.
Pane mipanda 21 asi mupanda wechi 20 wakabviswa nekuti wakaonekwa se usinakudzikama (vulgar).
BY MASTER SHUJO | Chivakashure | Dzitsi | ||||
Mupanda | ZVAUNOREVA | Muenzaniso | Maumbirwo ezita
(Chivakashure + dzitsi) |
Muchirungu | ||
1 | mu | munhu | mukomana | mu- | -komana | boy |
1a | Φ | zita emunhu | Chipo, Mabarani | Φ | Chipo | proper nouns |
2 | va | vanhu muuwandu | wakomana | wa- | -komana | boys |
2a | wa | ruremekedzo | waNdingoveni | wa- | wa Nokutenda veMuA3 | proper nouns (honorific) |
3 | mu | muti, zvinhu zvakagadzirwa nemuti,
zvinhu zvinoshandiswa zvakabatwa (tools) |
muti, mugoti | mu- | -ti | tree |
4 | mi | uzhinji hwemupanda 3 | miti | mi- | -ti | trees |
5 | (-ri) | Manzwi ane sungawirirano (-ri) , manzwi atinoti iri kana tichitaura nezvaro , achitanga nechivakashure ma- kana ava muhuzhinji | dombo
gomo demo |
ri- | -ze | scorpion |
6 | ma | uzhinji hwemupanda 5 | marize
matombo makomo matemo |
ma- | -ze | scorpions |
7 | chi | zvinhu, mazwi anotanga na 'ch-' | chingwa | chi- | -ngwa | bread |
8 | zvi | uzhinji hwemupanda 7 | zvingwa | zvi- | -ngwa | bread |
9 | i | mhuka, mazwi anotandga na 'n', 'm' etc. Manzwi atinoti ezvinhu zvatinotendeka tichiti iyi muhushoma tichizoti idzi muhuzhinji | imba | i- | -mba | house |
10 | dzi | uzhinji hwemupanda 9 | dzimba | dzi- | -mba | houses |
11 | ru | zvinhu zvisingaoneke kana kubatika zviine chivakashure 'ru-' | rufu, rudo | ru- | -fu | abstract things- death |
12 | ka | chinhu chidiki chinoshoreka | kanhu | ka- | -nhu |
13 | tu | ||
---|---|---|---|
14 | u | ||
15 | ku | ||
16 | pa |
Mabviro eruzivo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mapeji ekutarisa ekunze: