Svetuka kuchirochemo

Mupakwa sezita

Kubva Wikipedia

Mupakwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Ketty Mupakwa; Pamhidzai Mupakwa; Rumbidzai Mupakwa.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaFwe vanoti ku-paka (n. to carry in a sling on the back) vachireva kubereka kumusana nembereko.
  • VaFwe vanoti 'mu-pakwa (n. cloth used to carry ababy) vachireva mbereko yekubereka kumusana.