Muonapavi
Mataridziko
Muonapavi (Pessimist) zvinoreva munhu anoona pakaipa uye pekushora chete muzvinhu zvose.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti umbonambi kana obonambi (Pessimist; one who sees something to criticize in everything. Lit. seer of evil).
- MaZulu vanoti umbonanhle kana obonanhle (Optimist; one who sees something good in everything. Lit. seer of good).
- VaVenda vanoti -sasaladza (v. criticize). Mamwe mazwi: tsatsaladzo (v. criticism).