Munzara sezita
Mataridziko
Munzara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Shamiso Munzara; Godwin Munzara; Helen Munzara; Yeukai Munzara.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lugwere inoti munzalwa (n. hungry person) kureva munhu ane nzara.