Munyira
Mataridziko
Munyira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Sandra Munyira.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Mururimi rweKinyarwanda vanoti nyira (owner of, master of) vachireva tenzi.
- Lunyoro vanoti -manyire kana manyira (to be used to) vachireva kuzivira. Fananidza nokuti munyire?