Mwenemutapa

From Wikipedia
(Redirected from Munhumutapa)
Jump to navigation Jump to search

Mwenemutapa kana Munhumutapa hushe hwaivako makare-kare hwaibatanidza matunhu ari muZimbabwe neMozambique.

Mitauro weBantu[chinja | edit source]

  • Chuwabo vanoti mwene (n. Chief, head) kureva Ishe. VaLenje vanoti mwame (Chief or headman of a village; free man not a slave). VaMakhuwa vanoti umwene (Chiefship) kureva hushe.
  • Kimbundu vanoti muenexi (n. sovereign; lord of the land; King. Derived from muene-ixi). Mamwe mazwi: muene-kongo (King of Kongo). Muene-putu (King of Portugal).
  • VaKongo vanoti muene-nsi (n. ruler of land, head of state). Mamwe mazwi: muene (ruler, lord, sir). VaTakwane mwene (n. Chief) kureva Ishe.
  • VaChewa vanoti umwenye (chief) kureva Ishe. VaMambwe vanoti mwene muzi (Headman) kureva sabhuku. VaTaita vanoti uzuri (chiefdom, kingdom) kureva hushe kana humambo.
  • VaGulu vanoti mweni kulima (n. a gardener) kureva murimi. Mamwe mazwi: mweni ku-tija (n. a fugitive) kureva munhu ari kutiza. Mang'anja vanoti ufumu (sovereignty, kingdom).