Svetuka kuchirochemo

Mungwana sezita

Kubva Wikipedia

Mungwana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Gradie Mungwana; Mary Mungwana; Moreblessing Mungwana; Mariam Mungwana.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Giryama inoti m'ngwana (n. free - never enslaved). Mamwe mazwi: ungwana (n. freedom).