Munangu sezita
Mataridziko
Munangu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Syntia Munangu; Armeline Munangu; Norman Munangu; Munangu Iguete.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kumitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti munangu (n. life, stay, stage, journey, done).