Svetuka kuchirochemo

Mulumbi sezita

Kubva Wikipedia

Mulumbi izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Congo Kinshasa neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Anisha Mulumbi, Mwape Mulumbi, Mulumbi Chipoka; Gracia Mulumbi.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinande inoti omulumbi (n. long rain) kureva mubvumbi.
  • Lenje inoti mulumbi (n. a grateful person, one who praises or flatter) kureva munhu anorumbidza.
  • VaTonga vanoti kulumba kana kulumbaizya (v. praise, thank) kureva kurumbidza.