Mulenga sezita
Mataridziko
Mulenga izita remhuri rinowanikwa muZambia.
Vanhu vane zita irori: Oswald Mulenga; Mwansa Mulenga; Prudence Mulenga; Isabel Mulenga.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.