Mukwita sezita
Mataridziko
Mukwita izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Kunda Mukwita; Claudine Mukwita; Maureen Mukwita; Jose Mukwita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nyanja inoti mkwita (n. iron anklets).