Mukwiri

Kubva Wikipedia

Mukwiri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Itayi Mukwiri; Jonathan Mukwiri; Tafadzwa Mukwiri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTakwane vanoti mukwiri (n. witchdoctor) kureva n'anga.
  • MaZulu vanoti umkhwiri (n. Ground-nuts when boiled with the shells on, as taken fresh from the ground) vachireva nzungu nyoro dzakabikwa dzine mateko.