Svetuka kuchirochemo

Mukweruri

Kubva Wikipedia

Mukweruri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLungu vanoti ukweela kana ukusefa (to sift or winnow) kureva kusefa.
  • VaLungu vanoti ukweelulula (to re-sift or re-winnow) kureva kusefa zvakare.