Svetuka kuchirochemo

Mukwasi sezita

Kubva Wikipedia

Mukwasi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mukwasi rudzi rweshiri inonzi mukwashi kana hororo.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.