Mukunga sezita

Kubva Wikipedia

Mukunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Muchiri Mukunga; Cathrine Mukunga; Mitungu Mukunga; Martha Mukunga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.