Mukumu sezita
Mataridziko
Mukumu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Kenya neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Benjamine Mukumu; Iness Mukumu; Julius Mukumu; Joel Mukumu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.