Mukumba
Mataridziko
Mukumba izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Mukumba; Prosper Mukumba; Taurai Mukumba.Kudakwashe Mukumba ava vanhu vanowanika mumhuri imwechete kwaChihota muMarondera munyika yeZimbambwe ..
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Venda inoti mukumba (n. leather) vachireva dehwe. VaGwere vanoti mukumbani (collector) vachireva munhu anounganidza zvinhu.
- VaYao inoti mkumba (a well trodden path) vachireva nzira inofambwa kazhinji. VaWabo vanoti mukumba (n. duck) vachireva dhadha.
- VaTiriki inoti mukumba (woman with no children (one who is barren or whose children have died) vachireva mukadzi asina mwana.
- Kikongo inoti ekumba (n. bulb, padlock, lock). Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge ekumba.
- Lusoga inoti okukumba (v. to march).
- Lubwisi vanoti kukumba (v. Outnumber).