Mukaronda
Mataridziko
Mukaronda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Lawrence Mukaronda, Clive Mukaronda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.