Mukanya sezita
Mataridziko
Mukanya izita remhuri muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tinashe Mukanya; Teedzayi Mukanya; Anna Mukanya; Jonathan Mukanya.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaMambwe vanoti -kanya (spirit of contradiction) kureva mweya wendemo kana wekupikisa.
- VaMambwe vanoti mukanya (to disapprove, disagree with other's opinion) kureva kupikisa. Mamwe mazwi vikanza kana mukanya (discussion, dispute, argument) kureva makani.
- Kinande vanoti omukanya (the chat, the language, the speaking).
- Umbundu inoti ocikanya (n. Green corn) chibage chinyoro.