Mukamba sezita
Mataridziko
Mukamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Patrick Mukamba; Tafadzwa Mukamba; Ndita Mukamba; Mukamba Mwiya.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti kukambama (v. be superimposed) kureva kukambama sechigamba. Mamwe mazwi: kukambamana (v. to stand on, to be superimposed).
- Kimbundu inoti kukambamesa (v. make overlap, make stay on top) - kukambamisa sechigamba. Mamwe mazwi: kukambeka (v. put on top).
- Humburi Senni inoti gámbá (be very attached to somebody or something). Fananidzai nokuti chigamba.