Svetuka kuchirochemo

Mujinga

Kubva Wikipedia

Mujinga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Democratic Republic of the Congo neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Cedric Mujinga; Boniface Mujinga; Emmanuel Mujinga; Martin Mujinga.
  • Jinga zvinoreva nzvimbo yakakomberedza: sokuti nzvimbo yakakomberdza gomo inodanwa kunzi mujinga megomo.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Shimaore inoti mujinga (adj. stupid, imbecile) kureva dununu.
  • Swahili neGiryama vanoti ujinga (ignorance) - kusaziva kana hudzenga?
  • Giryama vanoti mujinga (ignorant person, simpleton) kureva munhu asina ruzivo.
  • VaYao vanoti mjinga (one who cannot express his ideas on any matter; a stupid person) irema remunhu.
  • Chimbalazi vanoti mjinga (ignorant person). Yao vanoti mjinga (rain at a distance) kureva mvura iri kunaya kure.
  • Luvale vanoti kujinga (v. to curl, twist). Mamwe mazwi: vanoti mujinga (child born with umblical cord twisted around neck or body).