Mujakachi
Mataridziko
Zvoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Austin Zvoma aiva kleki weparamende.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.