Svetuka kuchirochemo

Muhoni

Kubva Wikipedia

Muhoni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Herero vanoti otyivara otyihoni (n. colour brown). Mamwe mazwi: o-honi (shame, bashfulness).
  • Lozi vanoti muhoni (n. snorer) munhu anoita ngonono. VaLozi vanoti muhonyi (n. snoring, snore). Vanoisa h pana k. Sokuti muhami munhu anokama mukaka.
  • VaWanga vanoti omuhooni (merchant; seller; hawker) vachireva munhu anotengesa zvinhu.