Svetuka kuchirochemo

Mugwagwa sezita

Kubva Wikipedia

Mugwagwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mugwagwa (a wide road) zvinoreva nzira pamhi inofamba motokari.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLunyoro vanoti mugwagwa (a foolish, half-witted person).