Mugozhi
Mataridziko
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaShambala vanoti mgoshi (n. male, man, husband), kureva murume.
- VaShambala vanoti mwana wa kigoshi (n. son), kureva mwanakomana kana murumbwana.
- VaShambala vanoti kagoshi (n. son, lad, boy), kureva mwanakomana kana mukomana.