Mufunya
Mataridziko
Mufunya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Zambia neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Grace Mufunya; Memory Mufunya; Petronella Mufunya; Ayubu Mufunya.
- Mazwi ari pedyo: Chifunyise sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Taita vanoti kufunya (v. to dismiss; put out). Mamwe mazwi: kufunya (v. to take away; to withdraw; to banish). Kufunya mguchu (v. to sprout).
- Taita vanoti kufunya vilua (v. to blossom, to flower). Mamwe mazwi: kufunya (v. to deliver, to offer). Kufunya mbale (v. to separate).
- Kikongo inoti mfunia (cruelty, a cruel man; raider; man of violence; plunderer) kureva hutsinye kana munhu ane hutsinye.
- MaZulu vanoti funya inyaudzosingwi yekusarongeka. Mamwe mazwi: funyaza (v. Place things in a disorderly manner).