Mufunga sezita
Mataridziko
Mufunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Simbarashe Mufunga; Florence Mufunga; Helene Mufunga; Misphar Mufunga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.