Fukusirwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMufukurwa)
Petrified wood. The internal structure of the tree and bark are maintained in the permineralization process.

Shoko rokuti fukusirwa (fossil) riri kushandiswa pano kuturikira mutumbi wechiro chakafa chikafushirwa mungava muvhu kana mumvura panzvimbo yakararama chimiro chacho chisina kupfudzika zvakanyanya kana chichiri kukwanisa kuonekwa kuti chaimbovei.


Kupiwa kwezita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Shoko reEnglish rokuti fossil rinobva kuFrench yakare richireva what is dug up, pakududzira toti chakafukurwa. Mururimi rweChiShona, kufukusira zvinoreva to scrape a hollow, to burrow apa kutaura kupara pas uchichera mango kana mwena - izvi zvonongedza macherero anoita vanhu vaona nzvimbo ine mafukusirwa, vanochera vachinyenyeredza vachiita chinyai kuri kuvavarira kuchengetedza mafukusirwa asina kumeduka.