Mufudze

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti mufudze, madisa kana manyowa rinoreva zvakaworera zvingava mashizha, mashanga kana ndove zvinoshandiswa kudzorera kudya kwakanaka muvhu.

Maorera (humus) kureva manyowa anobva pamakwati, mashanga kana mashizha emiti kana huswa.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMoabhi vanozotsikwatsikwa pashi pandau yavo kudai ngemahlanga anotsikwa tsikwa pashi murindi remadisa: but Moab will be trampled in their land as straw is trampled down in the manure. (Isaiah 25:10 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti citindi (manure, fertilizer).