Svetuka kuchirochemo

Mudhuwiwa

Kubva Wikipedia

Mudhuwiwa kana Mudhuviwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti duva (Be disregarded - as of no consequence; be shelved (as of certain proposals).).
  • MaZulu vanoti umduvo (Refusal of participation; strike work) vachireva kuramwa basa.
  • MaZulu vanoti ukwenza umduvo (to go on strike) kana ukushaya umduvo (to refuse to participate).
  • VaMambwe vanoti -tuvya (to dip in hot water) vachireva kunyika mumvura inopisa.
  • VaMambwe vanoti -tuvya (to parboil meat so as to preserve) vachireva kuvirisa nyama kwechinguvana kuti ichengeteke isingawore. Mazwi Anotodzana: -tuwiwa.
  • VaGiryama vanoti mu-tuwiwa (a followed person ) munhu ari kuteverwa.