Muchunga sezita
Mataridziko
Muchunga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Simbarashe Muchunga; Yvonne Muchunga; Sally Muchunga; Tafadzwa Muchunga.
Mitauro ye Afrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Luganda inoti omukyungwa (n. orange).