Svetuka kuchirochemo

Muchowe sezita

Kubva Wikipedia

Muchowe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Elizabeth Muchowe; Patience Muchowe; Peter Muchowe.
  • Muchowe kana jee (1. Playful talk, behaviour, temperament). Zita romuchowe: nickname.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaBukusu vanoti ómucho.e (n. grown-up) kureva munhu akura. Mamwe mazwi: ómucho.u (n. mature person, big person).
  • VaBukusu vanoti khuucho.a (vint. grow up, grow to manhood) kukura kwemunhu pakurarama. Mamwe mazwi:
  • VaBukusu vanoti khuucho.esya (vint. adopt (a child), bring up, raise). Mamwe mazwi: khuuchoya (fatten, make grow, make become big, raise).