Muchongwe sezita
Mataridziko
Muchongwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Garnet Muchongwe aiva mutambi wenhabvu; Gift Muchongwe; Cosmas Muchongwe.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaShambala vanoti chongwe (n. wild cat) vachireva bonga.
.