Mucheche sezita
Mucheche izita rinowanikwa muZimbabwe. Mucheche mwana achangozvarwa kusvika pamakore maviri zvichienderana nemaonero anoitwa mudunhu racho. Vazhinji vanoti mwana achiri pazamu ari kuyamwa mwana mucheche.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.