Mubvuvi
Mataridziko
- Mubvuvi (Fisherman using nets) apa kureva avo vanobata hove nemambure.
- Mubvuvi (Evangelist) apa kureva muvhangeri anoparidza shoko nechinangwa chekutendeutsa vanhu kuna Jesu Kristu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zigula vanoti mvuvi (n. net fisherman) kureva mubvuvi.
- Zigula vanoti kuvuwa (v. to extract from water, extracting from water) kureva kubvuva.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
