Mubvandiripo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mubvandiripo zvinoreva mwana ana baba vake vasiri baba vepamusha pakaroorwa amai vemwana uyu. Uyu mwana anenge akauya naamai vake pamusha pavakazoroorwa.

Tsika[chinja | edit source]

  • Mubvandiripo imombe yakabva yakaruma ruswa pamuromo.