Mubayira, Zimbabwe

Kubva Wikipedia

Mubayira izita remaruwa ari kuMhondoro, Zimbabwe.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Abrahama akabvuma kubayira chibayiro chomwana wake Isaka: Abraham was willing to sacrifice his son Isaac.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNyungwe vanoti m'phaira (n. payment) vachireva mubhadharo.
  • VaMambwe vanoti -paila cisaka (to sow maize immediately after the first rains) vachireva kudyara chibage nemvura yekutanga kunaya.
  • VaMambwe vanoti mupailo (n. early fruit) vachireva muchero wekutanga (kuibva).
  • VaZigula vanoti kuhaila (v. to weed). Mamwe mazwi: mhailo (v. weeding). Vanoisa h patinoisa p kuShona. Sokuti: kuhala kureva kupara.