Mubata sezita
Mataridziko
Mubata izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Natalie Mubata; Tatenda Mubata; Fungai Mubata; Mubata Dos Bila; Francisco Mubata.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.