Mtambala sezita
Mtambala izita remhuri rinowanikwa muTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Joyce Mtambala; Veronica Mtambala; Maria Mtambala; Daniela Mtambala.
- Mazwi ari pedyo: Mutambara sezita.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Yao vanoti mtambala (n. a bundle) kureva tsamha kana katundu?.